Simbilimbi, Na F.J. Nyambare (Sir Yoro)

Bhururu, bhururu, nhai bhururu wangu, Une chokwadi here iwe? Ndaiti hudera asi iweka nhasi wandikanga mate. Hwako hunyasire wandisiya mukanwa muri kangwa. Paye tichakura zvimbuzi wainyora nendove, Kuchikoro matebhuru uchipara nematombo. Ko nanhasi here nhai Simba? Zvawava nendebvu wani sekakotora. Ndakakutora ndikati chiuya dhorobha, Nendandi muhuro ukati hausiye, Musi uya pagungano rebhavhudhe raTobhi, Takakuona wodonha … Continue reading Simbilimbi, Na F.J. Nyambare (Sir Yoro)